
Kubva zvafa baba misha yetsva kanokwana kuita ka 7 uye misha iyi irikutsva zuva rakacheka nyika mushure mokunge amai vangorara mukati mawo. Isu sevana hapana chatinoziva asi renyerekupe rurikuti amai vakambobatabata saka zvinhu zvavo zvinenge zvavekuvadzokera.*
Serious audio via WhatsApp Group raMkoma Jola +263736286412