
Reserve Bank of Zimbabwe yazivisa nezvekuunzwa kwemadhora makumi mashanu emadhora 50 Bond Notes iyo achazotenderera kutanga mangwana makuseni 7 July 2021.
Parikungotyirwa kuti zvinhu zvinogona kutodhakwa wese sezvo vanhu vomunyika ye Zimbabwe vagara vainetsika yokuti panounzwa mari itsva vanobva vakwidza mitengo yezvinhu.