
Video ririkutenderedzwa pa +263787876754 WhatsApp group rasiya vanhu vakadzvokora mese kunge chimwechinhu apo Officer vachidzedzereka nedoro vachipunzikira pasi kunge damba ririkudonha kubva kunamai varo. Social Media yasara-wo isina neremuromo kuti kana zvava kudai mapurisa oraradza nemusombodhiya arimu uniform tichabatsirwa nani. . . .