
Ndiri murume ane makore 40 uye ndakatanga kushanda mu mortuary ndine 20years. Ndakashanda zvakanaka asi dambudziko rakazovepo ndakatanga kubatwa neruchiva, ndichichiva zvitunha zve vakadzi zvaiunzwa.
Zuva rekutanga ndakachiva chitunha chumwe musikana aive akanaka zvaiyevedza uye arimutsvuku-tsvuku. Mukugezesa chitunha ichi ndakabatwa nechikara ndikatozviudza kuti uyu haaende kumakuva ndisina kumunzwa. Ndakaita bonde nechitunha chiya ndikanakirwa kudarika zvandaisiita nevanhukadzi vapenyu. Kubva ipapo ndakatanga kurara nemizera yese kubva kuvana kusvika kuchembere.
Ndakarara nezvitunha zvinodarika 100. Musi wandaoedzisira kurara nechitunha pakauya mwana aive arikuma 19years ndikarara naye akandinyemwerera, ndakavhunduka ndikasvetuka ndichibva paaive ndichinorovera kumadziro. Kubva ipapo handina kuzombozvidzokorora zvekare.
Ndakazosiya basa asi moyo wangu urikuzvitunha uye ndinorota zvitunha zvese zvandakarara nazvo zviine nhumbu zvichiuya kwandiri zvichifara nekuti pese pandairara nazvo ndaisashandisa protection. Ndafunga kudzokera kuzvitunha nekuti pese pandinorara nemunhu mupenyu nhengo yangu haimuke.
Chokwadi baba ava vanoda deliverance chaiyo ,hazvisi zvoga izvi
Yowee Tendewuka unamate Mwari
Iii haaa mweya yetsvina chaiyo
Ummm
Dzokera unorara nazvo
Iiiiiiiioi chingodzokera kwawakajaira
zvakaoma imi woye ko kana akafa neaids kutya ku Sabathia aidsyooo
Uuuuuu pakurara nechitunha apa pakaipa
Zvakoma