
Akaroyiwa nomukadzi wake Mushure mokumusvikira achidashurwa bhinzi nechikomba.
“Ndakasiyana nomukadzi wangu mushure mokunge ndamuwana aineChikomba mumba. Pandakamuramba akabva andiudza kuti hapana chandichafa ndakaita muhupenyu hwangu. Izvi ndizvo zvava kuitika muhupenyu hwangu ndava kungotizwa nevakadzi.”
Waniswa full audio, Zhinopisha Kuda Machiri Program Radio FM — Audio via WhatsApp group +263775934930