
Zimbabwe Electoral Commission (ZEC) Makoni District Elections Officer, Mr Joel Mutambiranwa (61) ashaya.
VaMutambiranwa vakafa nokuda kweCancer uye vakavigwa kuSilverbow kwaRusape musi weMuvhuro.
Aive munhu asina kujairika uye hapana mumwe aikwanisa kuva pachinzvimbo chake.
Panguva yemaelections aiita basa rake nemazvo zvinhu zvichifamba mugwara.