
Zanu PF yaramba kumirira 2023 kuti itange ku campaigner asi yatoti chinono chineNgwe bere rakadya richifamba ndokutotanga kugovera vanhu bhutsu dzakanzi Zanu PF. Mubvunzo urikunetsa ndewekuti mari yacho irikubvepi yekugadzirisira munhu wese bhutsu zvimwe kuda imari ye COVID Iya.
Serious picture via WhatsApp Group raMkoma Jola +263736286412