
Mangwanani mhuri yeZimbabwe. Endai pa-Jolas WhatsApp Group +2637878767654 uone zvichange zvichitora nzvimbo kuMkoba muBulawayo.Mutungamiri weCCC VaNelson Chamisa vachange vachitaura KuGweru nhasi uye tichakuunzirai zvizere kubva kuGweru.
Nhasi security ichange iriko kudzivirira mhirizhonga, zvakaitika musi weSvondo 27 Kukadzi apo vatsigiri veTriple C vakarwiswa nevanofungidzirwa kuti vatsigiri vebato riri kutonga reZANU PF. Mukurwiswa uku pakaurayiwa mutsigiri mumwe chete uyu akavigwa musi weChishanu.