
Muzuva ranhasi, Prophetess Memory Matimbire vauya nemashoko anobata bata maringe nenyaya yemazita atinotumidza vana vedu.
Vachitaura vapa muenzaniso wemubhaibheri apo pakazvarwa John mubhabhatidzi, baba vake vakaita zvekunyora pasi kuti wangu mwana anonzi John.
Pinda muJolas WhatsApp group uwane Mharidzo yose inokukurudzira kupinda mumunamato uye inoita uvhurike panyaya dzemweya.
By Makhoti