
Pa audio ikutenderedzwa pa +263775934930 WhatsApp group, tiri kunzwa mudzimai abatwa huroyi pamuporofita uyo anotaura kuti anovatwa nekatsi husiku hwose pasina zororo.Mukadzi uyu anotsanangura zvakare kuti aibuda husiku nomurume wake vari musvo vachinowumburuka muminda yevanhu come harvesting vamwe vaishandira mahara
Muaudio iyi zvakare tinonzwa Mukadzi uyu achiti aituma mwana wake kunokama mapere uye airiita mukadzi.