
Pa audio ikutenderedzwa pa +263775934930 WhatsApp group,
tiri kunzwa nyaya yemurume ane makore 50 uyo akawana mudzimai pamba paakaba pinjisi.
Zvinonzi Jeremiah akasvika pamba paBhobho anova Sahwira wake akatowanawo mudzimai wokuroora asi akazobatwa nemhepo akaba pinjisi akatengesa kwakutiza akanange kwaOdzi nomudzimai.Akapfimba Mukadzi uyu mazuva matatu.Rosemary akatomborama kuroorwa sezvo nhamo yacho aive agara achiiona.Mukororo wemurume uyu akaramba kugara nemukadzi nemwana wake.Zvakadaro Rosemary akadzokera kwaBhobho kwaive kwabiwa pinjisi nemurume wake.