
Micla Nokutenda Never, mwanasikana ari muGrade 2 paGlen View 7 Primary School achigara kuBudiriro 3, muHarare, anodetemba pamusoro pekushungurudzwa kwevanasikana akanangana naMemory Machaya – mwanasikana wemakore 14 ekuberekwa wekwaMarange uyo anonzi akafa mwedzi wapera ari pamasowe apo aisununguka, mutumbi wake ndokuvigwa kaverevere nenhengo dzechechi. Ngatinzwei kuchema kwaMilca . . .