
VaChamisa vanozivisa vatsigiri vavo kuti zviya zvakaitwa 2018 hazvichafi zvakaitika futi awa ndiwo ma-election okupedzisira munyika hatichafi takabvuma kubirwa.
Pa-video riri kutenderedzwa pa +263775934930 WhatsApp group parikunzwika vaChamisa vachitaura zvakadzama kuvatsigiri vavo nhasi kuti unzwe zvizere nezvataurwa izvi, downloader video ne audio racho raiswa paWhatsapp group.