
Mu-Video rino tiri kuona vatsigiri vebato reMDC Alliance vachi-Jiva vakamirira mutungamiriri webato ravo VaDouglas Mwonzora kuti ataure navo.
VaMwonzora vari kutarisirwa kuti vataure nevatsigiri vavo kuEpworth. Sezvineiwo VaMwonzora vakakundwa nezuro mudare umo vakaudzwa kuti kudzinga kwavakaita VaMudzuri nevamwe vavo hazvisi pamutemo.
Kuti uone zviri kuitika kuEpworth pinda mu-Jolas WhatsApp Group ndimo matiri kuisa zvose zviri kuitika kuRally yeMDC Alliance.
Hona Zviri Kuitika KuEpworth
Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi?