
Mu-Video rino tiri kuona mutungamiriri wenyika yeZambia, VaHakainde Hichilema vachinayiwa nemvura mushure mekuramba kushandisa umbrella panguva yekugadzwa kwemasoja 30 eSpecial Forces Operators (Commandos) paZambia Army Special Forces Training School muMbala, Northern Province.
Chiitiko ichi chasiya vanhu vaine kushamisika kukuru nokuti vanga vasina kuzvitarisira. Zvinhu zvinoshamisa kwazvo kuona mutungamiriri wevanhu achiramba umbrella kuti anaiwe.
Kuti uone Video iri pinda mu-Jolas WhatsApp Group ndimo mataritsveta rose.
Hona VaHichilema Vachinayiwa
Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi?