
Video riri kutenderedzwa paJolas’WhatsApp group parikuonekwa zvinhu zvinopisa tsitsi zvirikuitika munyika yeUkraine, vanhu vanga vakawanda mu shelter chivakwa chomumwena umo musona magetsi muneroma rinotyisa.
Sezvatirikuona pa video rino zvirikunzi vanhu ava vava kubuda vachifamba netsoka kuti vaende kunopotera kune imwe nyika asi chanyanya kupisa tsitsi apa inzara iyo yavakuita kuti vana vadiki vaonekwe vachichema nenzara iyi.
Muguta reIrpin, kubvira musi wa 6 Kurume 2022, vanhu vazhinji vanga vari muzvivakwa zvepasi kwemazuva yakareba pasina magetsi kana mvura yekunwa zvayo. Nzvimbo dzekugara dziri kurwiswa nemauto eRussia.
Hona video riri pazasi..
The exodus from Irpin, 6 March 2022. Most people had been in shelters or basements for days. No electricity or water. Residential areas being attacked. They were in shock. #kyiv #ukraine pic.twitter.com/tAJYBoMeFN
— Tim Judah (@timjudah1) March 7, 2022