
Hona zvochiitika manje paJolas whatsapp group motokari dzemvura inovava dzinosvika pastadium.
Sezvatirikuona pavideo ma-canon asvika akunoparker pa-entrance yestadium. Zvose izvi zviri kuitirwa kuedza kuvharidzira vatsigiri nebato reCCC kuti vaite rally.
Ngationei zvikuitika paJolas whatsapp group +263775934930.
🟡#HappeningNow The regime survives on intimidation & violence
— Citizens' Coalition for Change (@CCCZimbabwe) March 12, 2022
🟡The regime continues to abuse state resources to silence the voice of the people.
🟡Water canons have been deployed to Marondera to fight the citizens. #CitizensConvergenceForChange pic.twitter.com/rfb5ME9SB0