
Sekuru Banda vanoti ivo nhau yekumatepatepa inhau yakaoma uye inonetsa. Vanoti vakaita ongororo kumatepatepa apo pavakashanya. Hanzi moto uyu hausi kukonzereswa nemunhu asi kuti ndezvechivanhu, vari kuti moto uyu haungoendi nemishonga asi panoda kugarwa pasi nasabhuku nokuti ndiye anoziva zvoda kuitwa.