
Kana ma sanctions atakapihwa akabviswa mangwana chaiwo Nyika ino kanyika kadiki chaizvo zvokuti kakasungurwa pama sanction kanoswera kabhururuka.
Hazvina basa zvakanyanya kumama kwatirikuita nema sanction awa, tinofanira kubatana toshandisa ma resources edu Nyika yoenderera mberi.
Receive politics’ videos as soon as you join +263775934930 WhatsApp group