
Mhanya uzoona video rezvimwe zvezvinhu zvausingafungiri kuti zvingambofa zvaitika apo mutungamiriri webato reEFF kuSouth Africa VaJulius Malema vanga vachiita kunaiwa nezvibhakera zvanga zvichibva kune vanhu vakawanda mune umwe mugwagwa. Vazhinji vevanhu varova VaMalema vanhu vechena.
Nguva ino kana usati wapinda muJolas WhatsApp group hausi kurasikirwa nezviri kuitika kunze kwenyika chete asi nezviri kuitikawo munyika muno nguva yatatarisana nesarudzo kudai.
Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi?