
VaChiyangwa vanobuda paVideo rino, vachizivisa vanhu vachiti, “madhara eZANU PF anoita yese yese pasina anopikisa unogona kusvika pamba pako wotovaona vachibuda mu-bedroom mako, mukadzi wako achiteverawo kumashure pachitoratidza kuti pane zvaiitika asi iwe hauna zvaunogona kuita, unotobva wanzi mupfana ndiperekedze wotovaperekedza, saka ndinokuyambirai kuti musatambe nemadhara iwayo nekuti vanokuparadzai.”
Kuti uone Video iri pinda mu-Jolas WhatsApp Group ndimo mataritsveta rose.
Written By Tete Rue