
Wakarara nevanhu vangani, usafunge kuti wakashandisa condom warara nemunhu unozvipukuta asi demon rinenge riripo.
Apostle Rodney Chipoyera:wazvigezesa hako asi spirit waibvisa here. Kune vanhu vakaenda kumadzin’anga kuti ukwanise kuita nhumbu, uye mwana anenge arimuKingdom yaDevil.