
Tsvakurudzo yechivanhu yakaburitsa zvayakawana mupfungwa dzemunhurume kana achinge aona mukadzi akagara beya achizununguka zvisina tsarukano.
Tsvakurudzo yechivanhu inoti, pfungwa dzemunhu rume dzinomhanya thousand kilometers per awa kana dzikaona zvinhu zvakarerekera ku sex.
Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi?