
Mudzimai wekumbopererwa zvekuda kutengesa mimba yaainge akatakura anoti haasi kuzotengesa mimba yaainge akatakura anoti haasi kuzotengesa mwana wake mucheche waakasununguka nekuvhiiwa muchipatara chemuHarare apo akazobatsirwa nevane tsiye nyoro.
Asi anoti dambudziko rasara nderesabhuku wake uyo ari kuda 300, yekuuchira sezvo pavari kugara vakaita pekutenga.