
Pavideo irikuteredzwa pa +263775934930 WhatsApp group, President Mnangagwa vasunungura Lockdown yevaimbi. Vachitaura vaMnangagwa vanoti hupenyu hwevanhu ndiwo hwatinochengetedza nokuti kana munhu afa haachateereri magitare. Parizvino magitare ngaarohwe asi vanhu ngavarege kuungana kupfuura 50.
In this short clip, the President pronounces himself on the conducting of musical shows by musicians. He says the primary objective is to protect lives because dead people don’t play music. For now shows can be held but not exceeding 50 attendees.