Mudzimai wemukuru wehurumende yeSouth Africa anonzi akamanikidza vasikana vaviri vane makore 13 ne15 kuti varare nemurume wake vachitsvaga chikafu.
Vaviri ava vari kutarisirwa kumira pamberi pedare neMuvhuro vachipomerwa mhosva yekubata chibharo pamwe nekutengesa vanhu.