
Vatsigiri veCCC varikurambidzwa kupinda mu-stadium muri kufanirwa kuitirwa rally yaVaChamisa. Zvose izvi zvirikuonekwa paJolas whatsapp group.
Sezvatiri kuona vatsigiri veCCC varikurambidza nemapurisa kupinda kustadium umo mukufanirwa kuitirwa rally yaVaChamisa. Izvi zvose varikuzviita kuedza kumisa rally iyi kuti isaitwe.
Ngatizvionerei pavideo riri kutenderedzwa paWhatsApp group +263775934930.
🟡The citizens chant “Ngaapinde” as @PoliceZimbabwe continue to blockade the entrance to Rudhaka Stadium. pic.twitter.com/HQQ9enaC6N
— Fadzayi Mahere🇿🇼 (@advocatemahere) March 12, 2022