
Pindula.News
Mapurisa eZimbabwe Republic Police (ZRP) azivisa kusungwa kwevatatu vatatu pamusoro pemhirizhonga yakaitika kuBindura musi wa4 mwedzi uno.
Vatatu ava vanoti Kudakwashe Njege anemakore 26, Tatenda Nosengaanemakore 23 okuberekwa naEdmore Mabhena anemakore 23 okuberekwa. Avo vakatarisana nemhosva yekupamba vanhu pamwe nekuedza kupfura nepfuti
Zvisinei, hapana mamwe mashoko akataurwa panyaya iyi.