
Varume vanokwana kuita (4) varikutiza mushure mekuuuraya murume wavairova nekusanzwisisana.
Philani Muntaga, Shelton Muntaga, Silent Muntaga naFortunate Muntaga vaive nemademo nematanda pavakarova mumwe Murume kuRoyal Mine irikuFilabusi.
Murume uyu akanofira kumba kwake musiwa August 5.
Mufi (22) akafira kumba kwake mushure mekurohwa nematanda nematemo musiwa 30 July,vakamurovera kuti ainge atuka Philani Muntaga.Mapurisa varikutsvaga varume vana ava.