
BBC.News
UN yazivisa kuti vanhu vanopfuura 1.5miriyoni vabuda muUkrain.
Vanhu vanofuura miriyoni vakwanisa kubuda MuUkraine vachienda kunyika dzakapoteredza.
Russia yambomira kurwisa kuti Vanhu vawane kubuda muUkraine vachienda kunyika dzepedo.
Zvichakadaro, mutungamiri weRussia VaVladimir Putin vakayambira nyika dzekumavirira kuti dzirege kutemera Russia zvirango. Vladimir akati zvirango zvakatemerwa nyika yake “zvakaenzana nekuzivisa kut vanoda hondo neRussia.”
“Izvi zvirango zvavarikuisa zvakangofanana nekuzibisa kuti vanoda hondo.