
Hatisi kumira paJolas whatsapp group kukupai maupdates ezviri kuitika paMkoba kuGweru saka kurumidza kujoiner nekuti unosarira hameno hako.
Sezvatiri kuona pavideo vatsigiri vebato vava kuRally ikhokhai chaiyo vanhu vauya kuzoona Chikomana Nero. Vanhu vakazara kuita mavhu nemarara. Vakuita kufara kuti chikomana chiri munzira kuuya.
Haikona kusara mudikanwi joiner Jolas whatsapp group +263787876754 nhasi uonewo ma-jive anonwisa mvura ari kuitwa nevamwe.