
Vanhu vanosvika 17 vasungwa mushure mokuwanikwa vane grocery ravainge vatora musi wakaitika tsaona yekuBindura pakafa muzvinabhizimusi anonzi Godgiven.
Pavideo irikutenderedzwa pa +263775934930 WhatsApp group parikuonekwa zvirikuitika kuBindura apo Security company inonzi Tunje Amakhosi yakabata basa iri pamwechete neZRP.
Zvirikunzi panetsaona yakaitika kuBindura pakafa muzvinabhizimusi, vanhu vemunharaunda iyi vakabva vamhanyira kutora chikafu chose nezvimwe zvaive zviri murori iyi, ukuo driver achitandadza asina munhu arikumubatsira.
Kuti uone zvirikuitika kuBindura vanhu vachibatwa vamwe vachitaza vachinorasa grocery ravo musango, downloader video irikutenderedzwa paWhatsApp.