
Chemusi uyu hapana chamakaona. Hama pinda muJolas WhatsApp Group +263787876754 uone zvakaitika kuMkoba.
Pa-Video richangobva mukutsvetwa ndipo paunoona kuti VaChamisa nevatevedzeri vavo vanofara. Vari kuonekwa vachitamba rwumbo apo VaMadzore vanova muimbi vachiimba.
Enda unozvionera wega mu-Group vanhu vari kunakirwa ava.