
Madzibaba Petros vazviita zvekare. Munhu waMwari arikuita minana inoshamisa inosanganisira kudzinga madhimoni nekumutsa vakafa. Madzibaba Petros vano sunungura murume anga akasungwa nedhimoni remubobobo
Murume uyu anotanga kukoira pasi achizvongonyoka senyoka zvinovhundutsa. Dhimoni iri rinosvika pakutsamwa rotanga kumhanyisa vakadzi vepasangano richida kurova muriwo asi madzibaba vanoritangira ndokusunungura.
0774755371 Madzibaba Petros