
Chinja maitiro Chinja – Hezvoko bwa! VaMnangagwa vanoudzwa kuti havachavhoterwi zvakare zvichitevera kukundikana kuita kuti zvinhu zvinake munyika. Kuchiti-o Mwonzora aziviswa kuti zvose zvaarikuita zvirikuonekwa asatambise nguva yake achinyengedza vanhu kuti avhoterwe, Muchembere ajamuka.
Receive MDC’s updates as soon as you join +263787876754 WhatsApp group