
Chiyangwa Tasked To Raise Us$140m For Zanu Pf — Daily News
President Emmerson Mnangagwa vapa basa kumabhizimusi anotungamirwa naVaPhilip Chiyangwa kuti vaunganidze mari inosvika US$140 iyo inozoshandiswa kutsvaga rutsigiro muZanu PF muna 2023 kana poitwa ma election.
Izvi zvinouya apo bato riri kutonga reZanu-PF ratanga kuronga chirongwa chekuunganidza mamirioni mashanu evachavhota pasarudzo dzakaomarara umo VaMnangagwa vari kuda kukunda nemutungamiri weMDC Alliance, VaNelson Chamisa zvinomutsindo, musarudzo dza2018, vaMnangagwa vakabuda nepaburi retsono kutora chigaro chokutonga nyika.
Sarudzo dza2023 dzine mutungamiri mutsva weMDC vaDouglas Mwonzora avo varikuzviti ndivo the MDC original.
Zanu PF yakati mari yakabva kukomiti yekutsvaga mari, inotungamirwa naVaChiyangwa uye kusanganisira VaEveristo Mudhikwa, Scott Sakupwanya, Zodwa Mkandla, Antony Pote uye mutungamiri weGrain Millers Association yeZimbabwe, VaTafadzwa Musarara, ichagadziriswa nebato ririkutonga reZanu-PF richitungamirwa navaPatrick Chinamasa. .
PRESIDENT Emmerson Mnangagwa has tasked a group of business people led by Philip Chiyangwa to build a US$140 million war chest for the Zanu PF 2023 general elections campaign.
This comes as the ruling party has set itself a target to mobilise five million voters for the watershed elections in which Mnangagwa is set to battle it out with MDC Alliance leader Nelson Chamisa, he narrowly defeated in the 2018 elections, as well as new MDC leader Douglas Mwonzora.
Zanu PF said the proceeds from the fundraising committee, chaired by Chiyangwa and also including Everisto Mudhikwa, Scott Sakupwanya, Zodwa Mkandla, Antony Pote and Grain Millers Association of Zimbabwe president Tafadzwa Musarara, would be managed by the ruling party’s finance department headed by Patrick Chinamasa.