
VaChamisa vatenda vatsigiri vavo avo vakakwanisa kubuda nehuwandu hwavo kuMkoba muGweru vachienda ku-rally yavo yavakaita nezuro. Vanhu vaive mavhu nemarara kuri kuwanda. Zvinonzi uyu musangano ndiwo mumwe wemisangano mikuru yakaitwa muGweru.
Hama vadikanwi joiner Jolas whatsapp group +263775934930 apo tinenge tichikupakurirai zviri kuitika munyika.