
Hona zvoitika paJolas Whatsapp group vatsigiri veCCC varikuita mainterview haikona kusara kurumidza kujoiner uzvinzwire.
Mukadzi ataura achiti iye kubvira achizvarwa Zanu Pf ndiyo yaingotonga kusvikira ave mukadzi mukuru sezvaari iyezvino. Atizve kubvira nakubvira Zanu Pf ichingotonga asi vanhu vari kungononga svosve nemuromo.
Munyika hamuna mabasa zvekuti vanhu vanokwanisa kuzviriritira nekuti vatengesi vangori panguva yakaoma nekuti vanogara vachidzingirirwa nekanzuru.
Zvose zvirikuitika ndizvo zviri kuita vanhu vade kuisa Chikomana pachigaro nekuti varikutarisira shanduko kuti zvinhu pamwe zvinganake uye mitengo yezvinhu ingaderera.
Inzwa zvizere pavideo ririkutenderedzwa paWhatsApp group +263775934930.
🟡#LiveInterviews Bulawayo Yellow Skies Rally pic.twitter.com/C7nJIC5uor
— Citizens' Coalition for Change (@CCCZimbabwe) March 5, 2022