
Video Kubva KuZambia Kurikuratidza kuti zvinhu zvadzika parizvino zvichitevera kubvuma kukundwa kwaita President Edgar Lungu vemunyika iyi, avo vakakundwa zvinemutsindo ne opposition party leader Hakainde Hichilema .
Pavideo iri kutenderedzwa pa +263787876754 WhatsApp group parikuonekwa kubvuma kwava Edgar Lungu vachitambira zvakabuda musarudzo.