
Se-Jolas WhatsApp Group tiripo pakukupai zvinenge zvichiitika munyika yedu yeZimbabwe pamwe chete nezvirikuitika kunyika dzekunze. Joiner Jolas WhatsApp Group +263787876754 pane Video ratsvetwa ipapo apo UK inobatsira vagari vemuUKraine nemaVISA
MP Grant Shapps vanoti ‘maVISA mazana manomwe nemakumi matanhatu ekuUK apihwa zvizvarwa zvekuUkraine uye zvikumbiro zvevanhu 22 000 zviri munzira’ uye vanoti ‘hapana imwe nyika yakapa rubatsiro rwakanyanya kuUkraine kupfuura UK’.