
Zim: ZvinoyeraMushure mekunge munin’ina wangu ashaika akatanga kuuya kuhope kwangu nevamwe vana achiti handina kungofa asi ndakarumwa nenyoka iyi achiitendeka. Takaenda kumaporofita tikanoudzwa kuti baba vedu vakaromba uye kupera kurikuita mhuri ndivo chikonzero
vachitaura baba vacho varikupomerwa vanoti handina kuromba asi ndakangonotsvaga mushonga wekuti ndiwane goho rakakura. “Handina kuromba ini ndakangonotsvaga mushonga wekuti pamusha pangu pasajairirwe uye pane vanhu vainodzuura mbeu yangu yechibage yandinenge ndarima kana yabuda.” vanodaro Sekuru
Mushure mekufa kwemwana wababa uyu baba vakarumwa nenyoka yavo uye vakaenda muromo padivi ukazonogadzirwa kumaporofita. Muri iyi inobva kuGokwe
Audio inosuwisa nekurwadza irikuwanikwa mu WhatsApp Group Ra Mkoma Jola +263736286412
____________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me+263775934930 and send hie….