
Murume wangu akatengesa imba yangu mushure mekunditiza akaenda kunogara ne small house yake asi haana kana Mari yaakadya paimba yacho yese yakadyiwa na estate agent wake asingazvizive.
Gogo vakwegura zvisingaite varikuroja 1 room muraini rine imba yavo yakatengeswa vasingazive vakakamaniswa sembwa vachidzingwa pamba apa, “Ndinotoona imbayangu ndakamira pamba pandirikuroja” vanodaro gogo.
Munhu akatenga imba akaenda kumatare adzimhosva achitaura kuti Sekuru murume wagogo arikuramba kuchinja name of ownership sezvo sekuru vaiiti havana kudya mari. Murume wagogo akazosvika pakufa ndokusiya gogo varimudambudziko iri vega sezvo mwana wavo akashaikira ku South Africa musi wa 31 December 2020.
Inzwa zvizere pa audio inotevera mu WhatsApp Group redu +263736286412
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me/ +263775934930 and send hie…