
“Ndikarova munhu chibhakera 1 anobva afenda zvekuti ndinotozomuitira weti munzeve kuti amuke”
Mugari we muMbare, Sekuru Zuvarigere avo vanova chizvarwa uye mwana wamambo weku Malawi vanotsanangura kutemerwa kwavakaitwa nyora dzemangoromera nababa vavo uye zvinozoitika kana varova munhu
“Ndinoshandisa rusero kuyenda kuMalawi ne 32minutes chete uye pese pandinofamba nerusero ndinotosangana nevazhinji vachiendawo kwavanenge vachienda ne rusero”, Sekuru vanozoenderera mberi vachivhura mapeji ezvinhu zvavakasiirwa nababa vavo pavakafa
Serious audio via +263736286412
____________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me/ +263775934930 and send hie….