
Mwanasikana wangu anemakore 14 akabatwa chibharo kechipiri ndokubata pamuviri. Kekutanga mwana wangu akabatwa nababa vake makore mashanu apfuura (5 years ago).
Parizvino mwanasikana wavamwe mbuya vaitamba naamai vangu uye vanova shamwari yemhuri akauya achikumbira mwana wangu kuti anosara nemwana wake kwemazuva anokwana 14 ndokubva ndabvuma asi ndakazofona papera mazuva 20 ndichiti mwana adzoke ndokuzoona kuti mwana akadzoka ane pamuviri pemurume waamai ava………
Audio inosuwisa yakazara irikuwanikwa mu WhatsApp Group Ra Mkoma Jola +263736286412
____________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me+263775934930 and send hie….