
Ndakabata pamuviri pakasvika 8months ndokuzoti mazuva apfuura aya ndikarota vanhu vachindibatsitsa vachitonditi pusha mwana abude ndokubva ndazvara mwana wangu mumwe wavo akauya ne gumbeze ndokutora mwana vakabva vafuratira vavekuenda ndikavachemera ndichiti ndipei mwana wangu ndokubva vanditarisa nemaziso aityisa vachiridza tsamwa vachibva vanyangarika.
Ndakapepukandichizhamba ndikaudza murume wangu shura iri akanditi dzingori hope rara asi ndichimuka ndakaona ndisisina pamuviri apa handina kumbobuda ropa kuti tingati ndakaita miscarriage. Ndakaenda kuchipatara kwandaisimboenda kunoitwa scan ndikanovapirz nyaya yangu vakaoma mate mukanwa sezvo vainge vave nenguva vachindiita scan vachitoti mwana wako musikana uye muhombe…. . .
Inzwa horror audio izere pa WhatsApp Group redu
____________________________
*Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me/ +263775934930 and send hie….*