
“Ndakarohwa nemanyoka ndikapazha ndichi mover makumbo kuenda mberi kuitira kuti matuzvi asakungurikire mumakumbo angu.”
Akaita manyoka anotyisa mushure mokunge anwa kadoro kukumaruwa Kachaso pedze-zvo ndokuzouraya munhu aida kumutorera kadoro kake kaaida kuvigira Amai vake.
Tilder Live Zim — Aidzingirira mumwe wake nebanga mumaoko uyo aitiza nedoro. Akamurova 2ft achiwira pasi nedoro rake. Nyakudzingirira akazobayiwa nebanga rake ndokubva afira ipapo.
If you have missed this audio from the group, contact +263775934930 to be sent directly via your WhatsApp inbox.