
Ndakanzwira shamwari yangu yepamoyo godo asarwa nemazuva maviri kuti achate ndikatsvaga murume agomuita musengabere kuti asachate sezvo ini ndanga ndisati ndaroorwa. Murume uyu akauya akatora shamwari yangu nechisimba akanomuvharira kumba kwake kwemazuva uye nanhasi vachiri vese asi ini ndavekukungura zvandakaita izvi sezvo ndakazoroorwawo.
Serious audio in our WhatsApp Group +263736286412
____________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me+263775934930 and send hie….