
Hurombwa – Ndakakurira mumusha waamai ndisingazive baba vangu ndichingoti ndakabvunza ambuya nezvazvo vaitanga kuchema kusvika vazonditi baba vako vaishanda nuhurumende enda unovatsvaga ndikaenda asi handina kuvaona. Ndakazoudzwa nevamwe mbuya kuti Sekuru vangu, baba vamai ndivo baba vangu nekuti sekuru vangu vakamanikidza mai vangu kurara navo vachida mwana mukomana sezvo vaingova nevasikana chete.
Sekuru vangu vaida mwanakomana wekusiira hurombwa hwavo kana vachinge vafa saka vakarara nemwanasikana wavo
Serious audio in our WhatsApp Group +263736286412
____________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me+263775934930 and send hie….