
Ndakaroorwa nemurume aindinyepera kuti ijaya apa atorinemhuri yake. Asati andiroora ndakatoendeswa kwatete nedzimwe hama asi hapana akanditaurira kuti anevamwe vana kuseri. Last week futi akaenda dashura sinhi reimwe pfambi yake. Ini hangu ndirikurwadziwa uye handisati ndaziva kuti ndodii.
Serious audio in our WhatsApp Group +263736286412
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me+263775934930 and send hie….