
Mwanakomana wangu akamboitamusikanzwa nemumwe musikana ndokuzotadza kuroorana achibva aenda ku South Africa. Akasvikonowana mumwe mudzimai ikoko ndokuvaka musha asi kuno kumusha musikana uya waakaita musikanzwa naye akazouya nemwana achiti muzukuru wangu ndikamutambira sezvo ndaiziva zvakamboitika. Ndakatautira mwanakomana wangu asi akaramba mwanauya achiti haasi wake asi ini mwoyo wokubereka wakandibata ndikachengeta tumasenzi twangu ndikaenda nemwana kuma D.N.A zvikanobuda ari weropa remwana wangu.
Inzwa audio izere pa WhatsApp group redu +263775934930
____________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me+263775934930 and send hie….